Duramazwi
-kushumura
Zvinoreva
Kana munhu achikuhumura muchero mumuti anenge achiudonhedza wakawanda chaizvo asingatarisi kuti wakaibva here kana kuti hauna.
1

Pakafa ambuya vangu, musha wese wakasara woti angoda okuhumurawo mengo dzavakasiya.
Kana munhu achikuhumura muchero mumuti anenge achiudonhedza wakawanda chaizvo asingatarisi kuti wakaibva here kana kuti hauna.
2
Kukuhumura kudziura kana kukwatanura chinhu changa chakavhara, kana kuti changa chakanamira.
Zvakafanana
-kushumura
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kuhuna
Kana vanhu vachikuhuna munda vanenge vachitema miti kuitira kuchenesa pavachada kuzorima.
VerengaSwipe for the next word