KwaunobvaDuramazwiDdhomora

Duramazwi

dhomora

-bongora

Zvinoreva

Kukwatura kana kuvhomora chinhu chichibva panzvimbo yacho.

1

Kukwatura kana kuvhomora chinhu chichibva panzvimbo yacho.

2

Kana chinhu chikadhomoka kubva pane chimwe, chinenge chabuda panzvimbo yacho.

Akadhomora musoro wechidhori pakasara pangove buri.

3

Kana munhu achidhomora makavi anenge achikwatura makanda kuti kusare tambo yomukati.

4

Uku kukwatuka nokubva ganda romuviri napamusana pokuti munhu anenge achirwara.

Kachasu idoro rakashata nokuti rinouraya utano hwavanhu nokuzopedzisira chavadhomora miromo.

Zvakafanana

-bongora

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dhonanzi

Dhonanzi kudya kunobikwa nefurau, kunoiswa ruomba rune tsvigiri pakati.

Verenga

Swipe for the next word