KwaunobvaDuramazwiSsvuuka

Duramazwi

svuuka

-kupuka

Zvinoreva

Kusvuuka kubva ganda nokukuvara kana nokutsva.

1

Kusvuuka kubva ganda nokukuvara kana nokutsva.

Chinyangu kusvuuka kwemiromo kunosakiswa nokunwa doro kana nokusvuta fodya zvakanyanya.

Rukundu chirwere cheganda chinobata mhuka dzakaita sembwa, dzichisvuuka muviri nokudonha makushe.

Munera muti une hunde hombe, unoita ganda rinosvuuka, rinotsveedza uye unowanikwa munzvimbo dzinopisa.

Zvakafanana

-kupuka

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word