Duramazwi
swa
-tswa
Duramazwi
Iri izwi rinoshandiswa kana kuchitaurwa pamusoro pezvinhu zviviri zvinenge zvichienzani-swa.
Nyangadzo chinhu chakaipa chinenge chakangani-swa kana kuitika.
Muunzidzi munhu anotsiva zvinenge zvakangani-swa neumwe munhu.
-tswa
Duramazwi
01 / 03swadhamuka
Kuswadhamuka kufamba kwemunhu ane muviri mukuru, achiita sokunge asina hanya nemafambiro ake.
VerengaSwipe for the next word