KwaunobvaDuramazwiSswanda

1

Tadiwa akangoti dzawira mutswanda tiwane kuronga kuti hurongwa hwanhasi wakamira sei?

Vakangosekerera vakati dzawira mutswanda.

Dzavira mutswanda hadzichanetsi kunhonga.

Zvine chekuita

tswanda

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

swaswaidza

Kuswaswaidza mhuka kuita kuti iite seinomhanya, asi kuri kundonda. Vakomana vaiswaswaidza n'ombe kudhibha nokuti vakanga vanonoka.

Verenga

Swipe for the next word