Duramazwi02 / 03swaswaidzaKuswaswaidza mhuka kuita kuti iite seinomhanya, asi kuri kundonda. Vakomana vaiswaswaidza n'ombe kudhibha nokuti vakanga vanonoka.Verenga→