Duramazwi
svuura
peel
-buura-veura
Duramazwi
peel
Kubvisa ganda pamuti.
Kubvisa ganda pamuti.
Musadya mamengo mambishi nokuti anosvuura miromo.
Mhondorwa kamuti kadiki kakabviswa makwande ako zvikuru pakusvuura makavi.
Kusvuura kubvisa ganda kana gavi romuti.
Takasvuura makavi ekusunga nhungo dzedenga rehozi.
Kusvuura kubvisa vhudzi rese mumusoro nereza kana chigero.
Kusvuura kubvisa makanda nemiromo yetsanga dzechibage pamunenge muchigaisa kuti upfu huzobuda hwakatsetseka nokucheka.
-buura · -veura
Duramazwi
01 / 03swa
VerengaSwipe for the next word