Kwaunobva/Duramazwi/S/swatanu
Duramazwi
Kuti swatanu kutambanuka kwechinhu change chakamonyana.
swatanuka
swatu
Kuti swatu kumira kusina kana pakamonyoroka.
swatudza
Kutasanudza.
Swipe for the next word