KwaunobvaDuramazwiTtwasanuka

Duramazwi

twasanuka

-swatuka-twasuka

Zvinoreva

Kutwasanuka kururama kwechinhu chambenge chakakombama kana kuunyana.

1

Kutwasanuka kururama kwechinhu chambenge chakakombama kana kuunyana.

Kana munhu akasimuka anenge akatsika pasi nemakumbo uye muviri wake wakatwasanuka.

Kuhen'a kupaikira hembe pahen'a kuitira kuti dzirongedzeke uye dzirambe dzakatwasanuka.

Kana chinhu chi chiti pfunzunu chinenge chichitwasanuka panga pakamonana kana kusungana.

Zvakafanana

-swatuka · -twasuka

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

twasanura

Kururamisa pakakombama.

Verenga

Swipe for the next word