KwaunobvaDuramazwiSswatuka

Duramazwi

swatuka

Zvinoreva

Kutwasanuka.

1

Kutwasanuka.

Kuti dere kufamba wakaswatuka uchienda panzvimbo yakadzika chaizvo.

Kana wakati dendema unenge wakagara musana wakaswatuka.

Kana chinhu chakakombama chinenge chisina kuswatuka.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

swatura

Kuswatura kuita kuti chinhu chakakombama chirurame.

Verenga

Swipe for the next word