Kwaunobva/Duramazwi/T/tasanuka
Duramazwi
Kana nyoka ichirabanuka inenge ichimononoka, ichitasanuka zvinoonesa urefu hwayo.
Kuti rapu kutasanuka nesimba kunoita chinhu chakafonyorwa.
-twasanuka
tasanura
Kutasanudza.
tasha
Kutasha makumbo kuaparadzanisa zvakanyanya wakagara.
tashu
Kana saga rati tashu, rinenge razara napamusoro.
Swipe for the next word