Duramazwi
tasanudza
-tasanura
Duramazwi
Kutasanudza kuita kuti pakakombama parurame. Vakomana vanotanga vatasanudza waya, vasati vagadzira motokari dzavo dzewaya.

Baba vakewo vakanga vamuudza kuti ivo vaida kumbofamba-famba zvavo vachitasanudza makumbo pamwe nokuona nyika.
Kutasanudza kuita kuti pakakombama parurame. Vakomana vanotanga vatasanudza waya, vasati vagadzira motokari dzavo dzewaya.
-tasanura
Duramazwi
01 / 03tasanuka
VerengaSwipe for the next word