Kwaunobva/Duramazwi/S/swatanuka
Duramazwi
Kana hanzu yati fonyo inenge yaputana, isisina kuswatanuka.
-tswasanuka
swatu
Kuti swatu kumira kusina kana pakamonyoroka.
swatudza
Kutasanudza.
swatuka
Kutwasanuka.
Swipe for the next word