KwaunobvaDuramazwiSswededza

Duramazwi

swededza

Zvinoreva

Kuswededza chinhu kwauri unenge uchichibvisa pachine chiri uchichidhonzera pedo newe.

1

Kuswededza chinhu kwauri unenge uchichibvisa pachine chiri uchichidhonzera pedo newe.

Kuswededza chinhu kwauri unenge uchichibvisa pachine chiri uchichidhonzera pedo newe.

Kana ukatetera hari moto unenge waswededza moto pane hari kuti zviri kubikwa zvinyatsoibva.

Kana munhu achinenekedza chinhu kune mumwe, anenge achichiswededza pedo naye kuti achitore kana kuti achionere pedo.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

swedera

Kuswedera kuuya kana kuenda padyo nechimwe chinhu.

Verenga

Swipe for the next word