Duramazwi
swedera
-kwedzera-kwenzera
Duramazwi
Kuswedera kuuya kana kuenda padyo nechimwe chinhu.
Kuswedera kuuya kana kuenda padyo nechimwe chinhu.
Pandakapinda akabva aswedera kure neni but handina hangu kuda kuita basa nazvo.
Tadiwa ainge akagara pasame sofa naBatakue achiswedera kwavari.
Kubwaira kwechiringazuva Inhanho imwe ndichiswedera kurufu.
-kwedzera · -kwenzera
Duramazwi
01 / 03swedza
Kana ukaswedza unenge wapedza zuva uchiita chimwe chinhu. Akaswedza zuva achivaka danga ren'ombe.
VerengaSwipe for the next word