KwaunobvaDuramazwiTtwasanudza

Duramazwi

twasanudza

Zvinoreva

Kutwasanudza kuita kuti pakakombama parurame.

1

Kutwasanudza kuita kuti pakakombama parurame.

Kana uchichisa nhumbi u-nenge uchidzitwasanudza nokudzitsikirira neaini inopisa.

Kuti kabada kabada kufamba munhu achikurumidza, achitwasanudza makumbo.

Kukabadika kufamba munhu achikurumidza uye uchitwasanudza makumbo.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

twasanuka

Kutwasanuka kururama kwechinhu chambenge chakakombama kana kuunyana.

Verenga

Swipe for the next word