Duramazwi
Zvinoreva
Kana uchitatamutsa chinhu unenge uchichikweva kuti chirebe, kutambanuka kana kukura. Pavakapedza kuvhiya mbudzi vakabva vatatamutsa chitehwe pazuva kuti chiome.
1
Kana uchitatamutsa chinhu unenge uchichikweva kuti chirebe, kutambanuka kana kukura. Pavakapedza kuvhiya mbudzi vakabva vatatamutsa chitehwe pazuva kuti chiome.
Kutatamutsa chitoo nembambo kuedza kunhadzurudza zvinhu zvisingachagadzirisiki.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tatana tatana
Kuti tatana tatana kufamba kokuzvikakanyadza, makumbo achiita seakaomarara.
VerengaSwipe for the next word