KwaunobvaDuramazwiDdhadha

Duramazwi · zita

dhadha

duck

Zvinoreva

Dhadha ishiri inopfuyiwa kana kugara mudondo, ine

Kudhadha kucheka chinhu chakaita sendandi kana dehwe uchiburitsa tutambo twakaita tudiki.

1

Kuti venyu kunyangarika kungaita chinhu nokukasika, chichipota seri kwechimwe chinhu kana kunyura mumvura. Dhadha rakati venyu mumvura.

Vakomana vaidhadha ndandi dzokupfurisa shiri nadzo.

Makumbo edhadha ane upamhi kupinda ehuku.

2

3

Kudhadha kutambanudza nokukakata chinhu chakaita sedehwe kuti chiome.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dhadhaira

Kudhadhaira kufamba semwana mudiki asati agona kunatsofamba nokuda kwemuviri muhombe.

Verenga

Swipe for the next word