KwaunobvaDuramazwiVvedzenga

Duramazwi

vedzenga

-venda

Zvinoreva

Kucheka uchiita zvipande zvitete.

1

Kucheka uchiita zvipande zvitete.

Kana munhu achiti anokuvedzenga anenge achireva kuti anogona kukucheka nebanga.

Kuvedzenga kucheka nyama kuti ive midzonga yekuyanika kuti ikasire kuoma.

Kana ukavedzenga rekeni unenge waicheka kuti iite zvipande zvitete, kazhinji zvakaenzana.

2

3

4

Kana munhu achiti anokuvedzenga anenge achireva kuti anogona kukucheka nebanga.

Zvakafanana

-venda

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vedzengu

Kuti vedzengu kucheka nyama uchiita mudzonga.

Verenga

Swipe for the next word