Kwaunobva/Duramazwi/V/vedzengu
Duramazwi
Kuti vedzengu kucheka nyama uchiita mudzonga.
vefuka
Kuvefuka kufamba kunoita munhu anenge akatakura zvinhu zvinorema.
veka veka
Kuti veka veka kufamba uchiita sounodzedzereka nokuremerwa.
vekaira
Kuvekaira kufamba kunoita munhu akatakura zvinorema
Swipe for the next word