KwaunobvaDuramazwiVvekaira

Duramazwi

vekaira

Zvinoreva

Kuvekaira kufamba kunoita munhu akatakura zvinorema

1

Kuvekaira kufamba kunoita munhu akatakura zvinorema

Kuti ngamba ngamba kuvekaira kunoita mhou ine zamu guru rakazara mukaka.

Kunzvekaira kufamba kana kumhanya nenzira isina kuti tasa.

Kana mhuka ichinzvekaira inenge ichifambisa muswe wayo.

2

Kuvekaira kufamba uchiita sounodzedzereka nokuremerwa.

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vembe

Vembe munhu asinga-kwanisi kuimba nekuda kweizwi rake rinenge risingabudi zvakanaka.

Verenga

Swipe for the next word