Duramazwi · zita
Zvinoreva
Vembe munhu asinga-kwanisi kuimba nekuda kweizwi rake rinenge risingabudi zvakanaka.
1
Vembe munhu asinga-kwanisi kuimba nekuda kweizwi rake rinenge risingabudi zvakanaka.
Vembe munhu asinga-kwanisi kuimba nekuda kweizwi rake rinenge risingabudi zvakanaka.
Bvembe chirimwa chakaita seshamba, chine muto wawakawanda mukati unotapira kwazvo.
Muvembe muriwo unobva pamuvise kana mushamba.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03venda
Kana munhu achivenda rekeni anenge achiicheka kuita zvipande zvitete, kazhinji zvakaenzana.
VerengaSwipe for the next word