Duramazwi
-dhadhanyara-yema
Zvinoreva
Kudhadhaira kufamba semwana mudiki asati agona kunatsofamba nokuda kwemuviri muhombe.
1

Kudhadhaira kuzviregeredza mumaitiro uchizvida, uye kunonoka kuita zvinhu kana kutozvirega.
2

Zvakafanana
-dhadhanyara · -yema
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dhadhamu
Kuti dhadhamu kutatamuka kunoita urimbo kana zvimwewo mushure mekunge zvakakatwa.
VerengaSwipe for the next word