Duramazwi · zita
fufura
butterfly
Duramazwi · zita
butterfly
Dumbuzenene.
Bembenene.
Kana ukafufura munhu unenge wamubhadhara muripo wokuti akubatsire, kana kukupupurira zvenhema, kuti urege kubatwa nemhosva.
Dumbuzenene.
Kana chinhu chichifufura chinenge chichifamba chichizvuva makumbo sezvinoita dhadha.

Duramazwi
01 / 03fufuridza
Kufufuridza kutsvaga zvekudya uchiita zvokononga-nonga.
VerengaSwipe for the next word