KwaunobvaDuramazwiFfufutidza

Duramazwi

fufutidza

Zvinoreva

Kana chokudya chichifufutidza chinenge chichikuita kuti unzwe kuzvimbirwa.

1

Kana chokudya chichifufutidza chinenge chichikuita kuti unzwe kuzvimbirwa.

Ini handifariri kudya nyimo nokuti dzinofufutidza.

Kana chokudya chichifufutidza chinenge chichikuita kuti unzwe kuzvimbirwa.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fufutirwa

Kana munhu achifufutirwa anenge achinzwa dumbu rake richiita kunge rakazarisa iye asina chaambodya kana kunwa.

Verenga

Swipe for the next word