Duramazwi
Zvinoreva
Kufutira kuzvimbisa kana kukudza dumbu kunoita zvidyiwa zvakaita semutakura wenyemba. Ukadyisa mutakura wenyemba iwoyo unozofutirwa.
1

Pandakaona varamba vakanditarisa ndakabva ndafutira ndakutanga kufamba ndidzika downstairs hangu.
Kuzvimbira kugutisa kunokonzerwa nezvinhu zvinenge zvafutira mudumbu.
Kufutira kuzvimbisa kana kukudza dumbu kunoita zvidyiwa zvakaita semutakura wenyemba. Ukadyisa mutakura wenyemba iwoyo unozofutirwa.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03futsa
Kufutidza.
VerengaSwipe for the next word