KwaunobvaDuramazwiFfuti

Duramazwi

futi

Zvinoreva

Zvakare.

Iri izwi rinoshandiswa nemunhu kana achitaridza kukatyamara pane zvaanenge ari kunzwa kana kuona. Ende misikanzwa yevana vadiki, futi!

1

Zvakare.

Akaita hasha kuti kamwana aka Tadiwa kainge komutuka apa ndiko kakakonzeresa futi.

Kumba kwavo vakatozviudza kuti havasvikeko futi sezvo kwainge kusisina rugare.

Tadiwa akaramba akamira achidzama dzama kuti opinda here or oknocker futi.

2

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

futidza

Kana uchipfutidza moto kana rambi, unenge uchitora mechisa kuti pave nemoto, kana kuti kubatanidza huni dzanga dzava nemoto mushoma kana kuti dzadzima, wofuridza nemuromo.

Verenga

Swipe for the next word