Duramazwi
uye
and
Duramazwi
and
Uye izwi rinobatanidza zvirevo richiratidza kuti pane zvimwe pamusoro pezvatanga kutaurwa. Ndichanonoka kuuya nhasi nokuti ndichaenda kusupamaketi uye ndichandogadzirwa bvudzi.
Uye chibatanidzamazwi chinoreva kuti kunze kwezvataurwa, pane zvimwe.

Vakanzwa kuti Tadiwa aenda uye BaTakue vaive vadzoka kwave kuziva kuti vakadhiza.
Ukaita chakanaka wazviitira uye ukaita chakaipa wazviitira saka chakanaka chakangonaka.
Maiguru mai Noku vaive vatoroorwa uye vaive varoorwa nemurume wavo aive nezvinhu zvake.
Uye chibatanidzamazwi chinoreva kuti kunze kwezvataurwa, pane zvimwe.
Ukaita chakanaka wazviitira uye ukaita chakaipa wazviitira saka chakanaka chakangonaka.
Maiguru mai Noku vaive vatoroorwa uye vaive varoorwa nemurume wavo aive nezvinhu zvake.
Maziso ake ainge achiri nemisodzi uye ainge asati ave kuda zvekutaura.
Duramazwi
01 / 03uyeni
Uyeni chinzvimbo kana nguva yekunge munhu ari mushanyi.
VerengaSwipe for the next word