KwaunobvaDuramazwiUuyo

Duramazwi

uyo

whom

Zvinoreva

Uyo chiratidzinzvimbo chekure chemupanda 1a, 1 ne3. Musikana uyo ngaauye pano. Munda uyo ndiwo wababa vaSekai.

1

Uyo chiratidzinzvimbo chekure chemupanda 1a, 1 ne3. Musikana uyo ngaauye pano. Munda uyo ndiwo wababa vaSekai.

Aiita kunzwa nanyuku nyuku achizvibvunza mumoyo kuti " Ndini here uyo?" Achipinda hake mumota yabatakue.

Vairwadziwa zvisingaite nekuti ndivo vaive pedyo naTheresa uyo anova ndiye aive akabata mukombe waive neropa.

Asi unomuziva here munhu akupa mvura uyo?" Vakabvunza vachiratidza kushatirwa chose ndichibva ndadzungudza musoro.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

uyu

Uyu chiratidzanzvimbo chepadyo chemupanda 1a, 1 ne3.

Verenga

Swipe for the next word