Kwaunobva

Ngano yaJongwe naTsuro

The Tale of Rooster and Hare

Ngano

Kare-kare, mhuka dzose dzemusango dzakaronga kukwikwidzana pamhanya. Mumwe nemumwe waisarudza mumiriri wake. Jongwe aiva nechivimbo zvikuru. Aiti, "Ini ndine mapapiro, ndinomhanya kunge mhepo!"

Tsuro ainyarara, asi mhuka dzakamusarudza kuti avamirire. Jongwe akaseka achiti, "Haungakunde ini, Tsuro. Wakareba makumbo mashoma!" Zuva rekukwikwidzana rakasvika. Mhuka dzose dzakauya kuzotarisa. Mutsetse wekutanga wakaiswa, uye nzira yakatarwa.

Mujaho watanga, Jongwe akamhanya achibhururuka, achicheka mhepo. Tsuro akamhanyawo asi aitevedza nzira nenzira, achimhanya achiita zvine mwero. Pakapera imwe hafu yemugwagwa, Jongwe akati,"Ndapfuura Tsuro kare, ngandimbodzora mweya". Akagara pasi pedanda, akavata.

Tsuro akapfuurira mberi, asingaregi, kusvika asvika pakuguma kwenjira. Mhuka dzakamutambira nomufaro, dzichiseka Jongwe uyo akazomuka asvika ave kunonoka.

Jongwe akazvidemba zvikuru. Akadzidza kuti kuzvikudza uye kuvimba nezvipo zvemumuviri chete hazvina zvazvinobatsira kana usina kutsungirira.

Chidzidzo

Usazvikudza- kuzvininipisa kunokunda kuzvikudza.

Kwaunobva app

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, every totem and the riddles. No data, no ads, no account.

Apps from the team behind Kwaunobva

Made in Zimbabwe by Invalcre (Pvt) Limited. Free, and they work offline.

Provisional Test Zimbabwe app iconProvisional Test ZimbabweZimbabwe VID test and Highway Code

Pass your Zimbabwe provisional driving test.

  • Every question of this year's papers, with the reason each answer is right
  • A readiness score that moves as you sit papers, so you know when to book
Provisional app: a timed test question asking which car at a junction goes last
Danho app iconDanhoZIMSEC O and A Level past papers

Every ZIMSEC past paper, offline, on your phone.

  • Works fully offline once a subject is downloaded
  • Progress tracked paper by paper, not just a percentage
Danho app: today's revision plan, with the questions left to revise and a paper to start per subject
Bhaibheri app iconBhaibheriThe Shona Bible and its hymnals

The Shona Bible. Every hymn your church sings. Free.

  • Two versions side by side, verse for verse
  • AFM, Methodist, RCZ, UMC, Baptist and SDA hymnals
Bhaibheri app: choosing a church hymnal, from Apostolic Faith Mission to Seventh-day Adventist
Denhe app iconDenheZimbabwe's public record

The record of what Zimbabwe publishes.

  • Take-home pay, ZESA units and mobile money charges worked out
  • Every school, university and bank, a page each
Denhe: the PAYE calculator working out take-home pay from a monthly salary