Duramazwi · zita
Zvinoreva
Uyu chiratidzanzvimbo chepadyo chemupanda 1a, 1 ne3.
Uyu muchero unoberekwa nezimuti rinonzi muuyu. rakakora chaizvo, rinomera kunzvimbo dzakaoma uye dzinopisa chaizvo.

Uyu Theresa ndiye aive angoti ichibuda mubedroom mamhamha achibva atopindawo make.
Nguva yese yandaiita zvandaiita uyu Theresa aingovemo akamira akapeta maoko.
Munhu uyu aiita kunge headmaster but handisi hangu kuti ndivo mama ndiri kungofungirawo.

Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03uzanguku
Uzanguku rudzi rwetumbuyu tunoruma huku.
VerengaSwipe for the next word