Duramazwi
zvakare
again · anymore · too
Duramazwi
again · anymore · too
Kuita chimwe chiito zvakare.
Kana chinhu chichiitwa zvakare chinenge chichidzokororwa.
Kuita chimwe chiito zvakare.
Ipapo ndakabva ndaona Lennon zvakare achipfuura but nechekure nepataive zvishoma.
Ndakuda kunobatwa nehope ndinobva ndatanga kunzwa pahwindo kugogodzwa zvakare.
Chero takuenda kumba handina kumbomuona and takaendeswa naHeadmaster zvakare.
Kana chinhu chichiitwa zvakare chinenge chichidzokororwa.
Ndakaenda kufridge ndokunovhura ndichibva ndatarisa zvakare ndokuwana musina chinhu.
Lennon aive ambotaura nezvazvo iyezvino mama mai Sipho vaive zvakare vataura nezvazvo.
Zvino apa zvaitoratidza kuti ndini ndaifanira kutozobika zvakare nekuneta kwangu ikoko.
Duramazwi
01 / 03zvakarongwa
planned
VerengaSwipe for the next word