Duramazwi
wo
also · too
Duramazwi
also · too
Iri idzitsi rechirevamwene chomupanda 3.
Iri idzitsi rechirevamwene chomupanda 6.
Ichi chivakamberi chinoratidza kuti munhu ari kutonyengetedza.
Inzwi rinoshandiswa pakudaidza.

Muti uyu wakatemwa kare asi mashizha awo achiri manyoro nanhasi.
Baba vangu vaivapo-wo pakafomwa sangano irori.
Mupfumi munhu akagara zvakanaka, ane mari yakawanda kana mombe nezvimwe-wo zvizhinji.
Iri idzitsi rechirevamwene chomupanda 6.
Makomo mazhinji okwaMurehwa haana miti pamusoro pawo.
Baba vangu vaivapo-wo pakafomwa sangano irori.
Mupfumi munhu akagara zvakanaka, ane mari yakawanda kana mombe nezvimwe-wo zvizhinji.
Ichi chivakamberi chinoratidza kuti munhu ari kutonyengetedza.
Ndinokumbirawo mari.
Baba vangu vaivapo-wo pakafomwa sangano irori.
Ichi chivakamberi chinoreva kuti zvakare kana kuti zvimwezvo.
Akauyawo mauro.
Inzwi rinoshandiswa pakudaidza.
Mupfumi munhu akagara zvakanaka, ane mari yakawanda kana mombe nezvimwe-wo zvizhinji.
Aka kamudziyo kaunobata neruoko wakarembedza, kaine mvura kana chimwe-wo chinhu mukati.
Kukatanura kusunungura shinda, tambo, cheni kana chimwe wo chinenge chakasungana-sungana.
-zve
Duramazwi
01 / 03wo-o
Kuti wo-o kunaya kwemvura yakawanda chaizvo munguva pfupi.
VerengaSwipe for the next word