Kwaunobva/Duramazwi/W/wiwi
Duramazwi · zita
Wiwi idutu reuswa hunenge hwakaunganidzwa.
Duramazwi
wizha
Munhu ane meso akati tsvetee.
wo
also
wo-o
Kuti wo-o kunaya kwemvura yakawanda chaizvo munguva pfupi.
Swipe for the next word