KwaunobvaDuramazwiWwisa

Duramazwi

wisa

Zvinoreva

Kuwisa kukonzera kudonha kwechinhu.

1

Kuwisa kukonzera kudonha kwechinhu.

Kuchacha kuwisa miti kana zvimwe zvinhu uchishandisa sanhu kana chimwe chokutemesa.

Kupipidza kuwisa chinhu chakaomarara panzvimbo yakanyorovera, pachisingaiti ruzha rwakanyanya.

Kutsvadura kuwisa muti mushure mokuutema kamwe chete.

Mamwe mazwi ane W

W

Duramazwi

01 / 03

wisiki

Wisiki chinwiwa chinodhaka chaizvo, chinosanganiswa nemvura kana zvimwewo pakuchinwa.

Verenga

Swipe for the next word