KwaunobvaDuramazwiRriga

Duramazwi

riga

-zura-wisa

Zvinoreva

Kuriga kuita kuti chakamira chidonhere pasi. Paakaona kuti miti yaiva pedyosa neimba yake, akabva airiga yose.

1

Chiteza rudzi rwezvimajuru zvisingadyiwi, zvine misoro yakaurungana, zvinowanza kuriga mahuswa zvichidya.

Kuriga kuita kuti chakamira chidonhere pasi. Paakaona kuti miti yaiva pedyosa neimba yake, akabva airiga yose.

Zvakafanana

-zura · -wisa

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rigida

Kurova zvakasimba.

Verenga

Swipe for the next word