KwaunobvaDuramazwiRrikicha

Zvinoreva

Kurikicha kushandira munhu, sezvakaita mumunda, kuitira kuti ugozopiwa mubairo.

1

Kurikicha kushandira munhu, sezvakaita mumunda, kuitira kuti ugozopiwa mubairo.

Kurikicha kushandira munhu, sezvakaita mumunda, kuitira kuti ugozopiwa mubairo.

Kukarikicha kuturika chinhu pachipikiri. Ndakakarikicha bhachi pachipikiri chaiva kumadziro emba.

Zvine chekuita

richo

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rikicho

Rikicho ibasa, serekusakura mumunda memumwe, rinoitwa nemunhu kuti awane mari kana chekubata.

Verenga

Swipe for the next word