KwaunobvaDuramazwiRricho

Zvinoreva

Richo ibasa rokushandira vamwe raunotarirwa, kuti u-gobhadharwa mari kana waripedza. Kana nzara yandibaya ndichaita richo kwaMusoni, kuti ndiwane mari yokutenga chiupfu.

1

Richo ibasa rokushandira vamwe raunotarirwa, kuti u-gobhadharwa mari kana waripedza. Kana nzara yandibaya ndichaita richo kwaMusoni, kuti ndiwane mari yokutenga chiupfu.

Akange ongodya chingwa sezvo chiricho chaaiwana.

Vakomana vadiki vainge vaenda kumaricho.

Avinga mari yake yaakaita maricho pano.

Zvakafanana

rikicho · maricho

Mamwe mazwi ane R

R

Swipe for the next word