KwaunobvaDuramazwiMmaricho

Duramazwi · zita

maricho

Zvinoreva

Maricho kushanda kwokuti unopihwa basa rokuti ukaripedza, unobva watobhadharwa ipapo.

1

Avinga mari yake yaakaita maricho pano.

Maricho kushanda kwokuti unopihwa basa rokuti ukaripedza, unobva watobhadharwa ipapo.

Vakomana vadiki vainge vaenda kumaricho.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word