Duramazwi · zita
mari
cash · currency · economical · finance · financially · frugal · fund · funded · funds · lucrative · mali · monetary · money · profiting · reimbursement · spending · wherewithal · cash; money

Mari mapepa kana simbi dzinoshandiswa pakutenga zvinhu zvakasiyana-siyana.
Mari mapepa kana simbi dzinoshandiswa pakutenga zvinhu zvakasiyana-siyana.
Tadiwa paakamuka akanzwa kuti VaMhofu vainge vamubhadharira Mari yekuti arapwe.
Tanaka akangotarisisa mari iya hake kwave kuona kuti yainge yakawandisa zvisingaite.
Mari ndoyainge yofungwa nemukadzi wacho chete hutano vakazoufunga pave paye.
kuti vakomana vakanga vava kupinda muno namagidi.
Duramazwi
01 / 03maricho
Maricho kushanda kwokuti unopihwa basa rokuti ukaripedza, unobva watobhadharwa ipapo.
VerengaSwipe for the next word