KwaunobvaDuramazwiMmareyamhuru

Duramazwi · zita

mareyamhuru

Zvinoreva

Uku kutadza kubara zvakanaka kunoitwa namai vanenge vaine mwana akachinjika mudumbu.

1

Uku kutadza kubara zvakanaka kunoitwa namai vanenge vaine mwana akachinjika mudumbu.

Kana mwana akachinjika mudumbu raamai anogona kukonzera mareyamhuru.

2

Ichi chipo chinopiwa nyamukuta anenge abatsira pakusununguka kwemudzimai, zvikuru kana pane zvanga zvichinetsa pabasa racho.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word