Duramazwi · zita
fizi
fees
Duramazwi · zita
fees
Fizi imari inobhadharwa pazvikoro kana makoreji kuti munhu awane mvumo yekudzidzapo.

Unogona kubatira basa pazororo kana vabereki vako vasina mari yefizi.
Duramazwi
01 / 03Fizikisi
Fizikisi chidzidzo chiri maererano nesimba uye mamiriro ezvinhu zvakaita semwenje, ruzha nemagetsi.
VerengaSwipe for the next word