KwaunobvaDuramazwiFfitana

Duramazwi

fitana

-dondana-mechana

Zvinoreva

Kana vanhu vaviri vachinzi vakafitana zvinenge zvichionekwa kuti zvakakodzera kuti vange vachidanana kana kuroorana. _Mukomana uyu nomusikana wake vakareba zvakaenzana, zvokuti vakafitana kuti varoorane._

1

Kana hembe nebhurugwa zvichinzi zvakafitana zvinenge zviine mavara anopindirana, zvinoita kuti panyatsobuda mucheno.

2

Zvakafanana

-dondana · -mechana

Mamwe mazwi ane F

F

Swipe for the next word