KwaunobvaDuramazwiDdondana

Duramazwi

dondana

-nangana-donderana

Zvinoreva

Kana zviitiko zvikadondana zvinenge zvaitika nguva imwe chete.

1

Kana zviitiko zvikadondana zvinenge zvaitika nguva imwe chete.

Kana mukadzi nemurume vachidondana vanenge vachinyatsopindirana muchimiro, pfungwa nezviito.

Kana zviitiko zvikadondana zvinenge zvaitika nguva imwe chete.

Avishadho chizorwa chinotsveterwa pahwidibiro dzemaziso nevakadzi kuti dzive neruvara rwakadondana norwechizorwa ichocho.

2

Kana mukadzi nemurume vachidondana vanenge vachinyatsopindirana muchimiro, pfungwa nezviito.

Zvakafanana

-nangana · -donderana

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dondano

Dondano chiitiko chekuti zvinhu zviviri kana kupfuura zvinenge zvakanangana, zvakaenzana uye zvichinyatsopindirana.

Verenga

Swipe for the next word