KwaunobvaDuramazwiDdondekana

Duramazwi

dondekana

Zvinoreva

Kana zvinhu zvadondekana zvinenge zvaitika nguva imwe chete.

1

Kana zvinhu zvadondekana zvinenge zvaitika nguva imwe chete.

Kusvika kweshoko rerufu kwakadondekana nekusvika kwangu ndichibva mhiri, ndokubva ndatonanga kurufu kwacho.

Kana zvinhu zvadondekana zvinenge zvaitika nguva imwe chete.

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word