Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chironda chiri pamuviri.
Kudonda kukaruka wasanganidzana nechinhu.
Kuti donda kutaura zvinhu nomazvo, usingatsaudziri uyewo usingasiyi zvimwe.

Fadzai paakaburuka bhazi, akabva angodonda kumba kwavo.
Akadonda aona chikwama chaiva chizere nemari.

Kudonda kutendeka kana kunanga pane chimwe chinhu.
Fadzai paakaburuka bhazi, akabva angodonda kumba kwavo.
Kuti donda kutaura zvinhu nomazvo, usingatsaudziri uyewo usingasiyi zvimwe.
Kuti donda kutaura zvinhu nomazvo, usingatsaudziri uyewo usingasiyi zvimwe.
Fadzai paakaburuka bhazi, akabva angodonda kumba kwavo.
Akadonda aona chikwama chaiva chizere nemari.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dondana
Kana zviitiko zvikadondana zvinenge zvaitika nguva imwe chete.
VerengaSwipe for the next word