KwaunobvaDuramazwiCchironda

Duramazwi · zita

chironda

wound

Zvinoreva

Chironda inzvimbo diki yenhengo yomuviri inenge yakuvadzwa.

1

Chironda inzvimbo diki yenhengo yomuviri inenge yakuvadzwa.

Mudzimu wakupa chironda wati nhunzi dzikudye.

Kudzimbira munhu kumubata kana kumugunzva chironda chake, zvinoita kuti arwadziwe.

Kana chironda chakwadabuka chinenge chabva ganda repamusoro, posara pachionekwa nyama tsvuku.

2

Chironda chigumbu kana nyunyuto iri muhana momunhu.

Zvakafanana

ronda

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word