KwaunobvaDuramazwiCchirongo

Duramazwi · zita

chirongo

pitcher · clay water pot

Zvinoreva

Chirongo ihari huru ine huro refu uye inochererwa nokuichengetera mvura mumba.

1

Chirongo ihari huru ine huro refu uye inochererwa nokuichengetera mvura mumba.

Kana ari saTadiwa ainge aputsa chirongo asvika.

Makore awanda tadanana mudiwa, hazvigone kuti kuti tichiputsa chirongo isu tave kusvika.

Pakasvika VaPasi paVaZijena vakapedzisa doro rese kuti kwangu, zvekuti vaZijena vakazongowana chava chirongo.

Zvakafanana

musudze

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word