KwaunobvaDuramazwiDdimbukidza

Duramazwi

dimbukidza

-dimburawanikidza-dumbukidza

Zvinoreva

Kudimbukidza kukaruka wawana zvinhu zvaunofarira chaizvo. Kumba kwakanga kusina usavi ndokubva amai vadimbukidza howa pedyo nepamba.

1

Uku kudya kunomera musango kwekungoti chero adimbukidza anongotemhawo.

Kudimbukidza kukaruka wawana zvinhu zvaunofarira chaizvo. Kumba kwakanga kusina usavi ndokubva amai vadimbukidza howa pedyo nepamba.

2

Kudimbukidza munhu kumubata achiita chakaipa, chekuti iye anenge asingadi kuonekwa achichiita. Ndakamudimbukidza achiba chibage mumunda memuvakidzani wake.

Zvakafanana

-dimbura · wanikidza · -dumbukidza

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word