KwaunobvaDuramazwiDdimbudzira

Zvinoreva

Kudimbudzira kufamba nenzira yakaita pfupi, inoita kuti ukasike kusvika kwauri kuenda.

1

Kudimbudzira kufamba nenzira yakaita pfupi, inoita kuti ukasike kusvika kwauri kuenda.

Ndakanzwa kutya kwakanyanya ndichibva ndatodimbudzira munamato ndokurara ndichibva ndazvifukidza musoro.

Kana wadimbudzira munhu unenge unenge wamuita kuti achimira kutaura iye asati apedza.

Kana uchitaura nepapfupi unenge uchiita zvokudimbudzira, usingawanzi mazwi.

2

Kana wadimbudzira munhu unenge unenge wamuita kuti achimira kutaura iye asati apedza.

Zvakafanana

-gurisira · -gurira · guridzira · chingudzira

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dimbuka

Kudimbuka kuita zvidimbu zviviri kana kupfuura.

Verenga

Swipe for the next word